Mhedzisiro madzimai varume vakafinhwa nezvamuri kuita, munongosiiwa pamuri ku lodger ipapo mosara mave mega, murumu haadzoke for goodTakanzwa kuti vanhu vakarora varikupiwa Bonde ka1 pa2 Weeks
hameno pamwe ndizvo zvirikukonzeresa 😌Chakafukidza dzimba matenga hama tirikugara nzara mudzimba umu Bonde rinema sanctions harinakidze zvachose . I'm not saying zviri right zvaitwa na uyo but nzara wakarima ma 1🤔