1o zvakayipisisa nemuviri wese. Zvanzi mukadzi akati seyi warara kubasa. Ngatinzweyi achitaura from Harare Hospital.Muchapera mese varume, especially veku nyika iyoyi iyi mazi mhondi ndimi muno trainer munhu kuti azove mhondi ,bvani gochwai hamuna rudo ,hamusi romantic mazigora aya manje muri kuto sangana ne type dzenyu chaidzo.
Ndikoko kusvika rough dzamu inadzo dzapera ,umwe uya aka chekwe dumbu ???perai mese ,hakuna munhu anongo muka oti ndaakuku pisa nada?pane zvawakaita even 4yrs back ndinowana pandi chakubatira?ndipapa.Ende hachengeteke inyasha kuwana murume anoda mwana asiriwake woremadza munhu wachoNdivo vakadzi vàya vasina zvokueta pfungwa dzinenge dzichingofunga kti murume kunonoka
kudzoka chihure ngaende kujereUmmmm hazvidi kudai ,nayewo murume uyu communication yakakosha ,this days kwaane video calling wakadii kufonera mukadzi uchimuudza kuti ndiri kubasa , ndofunga anomuziva nechihure akati kunyepa arikuchihure chete .