Sunday, May 31

Murume Wangu Anokundwa Kukwira Bonde Nezvidhoma

MUNYAYA inotyisa, mudzimai wekwaMutare anoti babamudiki vake vakavhurira zvidhoma zvavo zvine nzara yebonde kwaari nevamwe vanasikana vemumhuri zvekuti pari zvino iye ave kutofarira kushinha nazvo kudarika zvaanoita nemurume wake.

Zvidhoma izvi zvinonzi zvinotomboonekwa uye zvinoda kushereketa zuva nezuva nevanhukadzi vemhuri yekwaMaina iyo inogara kwaChigodora, pedyo neguta reMutare.

Vemhuri iyi vanoti madzimai haachadi varume vavo sezvo vave kunzwa kufadzwa nekugutswa nezvidhoma izvi. Izvi zvakaita kuti vemhuri iyi vaendese baba vavo, Aaron Maina, kudare raSadunhu Chengetai Chigodora neMugovera vhiki rapfuura.
Achipupura mudare iri, Delia Maina anoti haachafadzwi nemurume wake sezvo asina moto sezvidhoma zvaAaron. Akakumbira kudare kuti harahwa iyi ibvise zvidhoma zvayo.
“Zvidhoma izvi zvine moto wakanyanya pabonde. Zvinonetsa kuti uzogutswa kana kufadzwa nemurume wako mushure mekushinha nazvo. Dai murume wangu anga ari pano angadai apupura kuti handichafadzana naye sezvandinoita nezvidhoma izvi.

“Zvinorwadza nekuti pakupedzisira murume wangu handichamuona sababa vemumba vakakwana. Zvidhoma izvi zvave kuita kuti ndisade murume wangu, ndinyanye kuzvida izvo,” anotsanangura Delia.

Akakumbira Sadunhu Chigodora kuti vaudze Aaron kuti asunungure mhuri iyi kubva kuzvidhoma izvi.
Mumwe wemumhuri iyi, Eunice Maina, anoti Aaron akauraya baba vake (mukoma wake) uye akatandira mweya wemunhu akafa kwaari.

Anoti anorota hope dzinotyisa dzababa vake naAaron, asi akaenda kuna Aaron anoramba kutaura naye.

Anoti zvidhoma zvaAaron hazvinete kana pari pakushereketa navo.

“Ndakaenda kuna babamudiki vangu kakawanda ndichivakumbira kuti vatibatsire asi vanorambisisa vachiti vanoita zvekunamata, muKristu. Ndiri nhapwa yebonde kuzvidhoma zvavo.

“Izvi zvinhu zvava kuzivikanwa nemunhu wose mubhuku medu. Ndiri kuita matambudziko muwanano yangu nekuda kwazvo.

“Hazvisi kusiya chero hanzvadzi dzedu nekuti vazhinji vacho havasati varoora nanhasi,” anodaro.

  • Share:

Info News

Hire a Construction Accident Attorney Near Me for Fast Claim Resolution

Hiring a construction accident attorney near you ensures faster handling of your claim. Local attorneys are familiar with nearby courts, judges, and legal procedures, which can streamline the process. They also have connections with local experts who can strengthen your case.

rnrn

Speed is critical in construction accident cases because evidence can disappear quickly. A dedicated attorney acts immediately to preserve crucial information and build a strong claim. This proactive approach increases the likelihood of a successful outcome and timely compensation.

rn

Motorcycle Accident Lawyer: Legal Help After A Serious Bike Crash

Motorcycle accidents often cause serious injuries because riders have less protection than people in cars. A motorcycle accident lawyer helps injured riders pursue compensation after a crash.

rnrn

Common injuries include broken bones, road rash, spinal injuries, brain injuries, internal injuries, and permanent disability.

rnrn

Insurance companies may unfairly blame motorcyclists by assuming they were speeding or reckless. A lawyer can help fight this bias with evidence.

rnrn

Important evidence may include police reports, helmet damage, photos, witness statements, traffic camera footage, and accident reconstruction.

rnrn

Compensation may include medical bills, lost income, motorcycle repairs, pain and suffering, and future treatment.

rnrn

If a driver failed to yield, changed lanes unsafely, texted while driving, or drove impaired, they may be responsible.

rnrn

Motorcycle crash victims should get medical care quickly and avoid giving recorded statements without legal advice.

rn