Shame hugs starglow aka mai naty hanzi havachaone Vava bofu π’ π πΏ ndiye akabirwa mafuta nakamuchacha π’ π πΏ π’ π πΏ π’ π πΏ π’ π πΏ π’ π πΏ π’ π what really happened to her veduweI
sis Melly Said
Ko kuHarare hanzi kune maslay kwini 3 ave mapofu vakakanganisa mhiko kwahi vakaromba pamozambique ..Nhai kundiudza izvi ndinei nazvo ??Bvaa chingotiudzai zvizere mumacomments acho aaah makaoma π€£π€£π€£π€£π€£Musachiva zvinhu zvamunoona painternet nhaika
Mukadz uyu ndinozam kuteedzer dressing yake veduwe ndomud kani.. Kn dzirinhema ngavauye vati im oky veduwe moyo wangu uzorore i love this womanNdivo confessions here vekuti ndakaromba ndogadzira mafutaAaah Pattricia Jack wandizorodza ndanga ndanzwa nekukwira nekudzika nduchitsvaga kuti ndiyani ava bofuArtwell akatsikwa nemotokari ku Mpumalanga,they are looking for his family .