Friday, February 27

Musikana Azv!uraya Pa Live Video Marwadzo

Zvinorwadza zvinosiririsa mwana uyu watisiya ari mudiki chaizvo nekuda kwenyaya yekutsuurwa kuti sei ukudzoka kumba husiku, woanana neumwe wako kwakachena saka zviri kunzi ane piritsi raatora achibva amwa ndiye sarai...

 

 

 

 

 

Hapana achaziva kuti mwana uyu atsiurwa sei, avira muchitungwiza kunonzi kuzvipoto .. Asi kumusha kwake ndekwaZvimba.Afa anaka ngafe hake tosvika kupi tisingatsiure vana vatakazvara hameno inini ndotsiura kana vakamwa mushonga vese ndizvozvo unoita zvaunoda usisagari pamba

 

 

 

 

 

panguMugoni wepwere ndoasinaye isu taitsiurwa makare tichiterera wani ko iyi yekuti nditye kutsiura mwana nekuti anozozviuraya yatanga riini mwana ndimutarise achipinda mumba nguva yaanoda kuti zvaita seiMweya chaiwo zvaida chete zvigowana mataurirwo but imhepo

 

Mhepo yakachenjeraMagaya Obatwa Aine Zvinodhaka Muhotera

  • Share: