Sunday, June 08

Musikana Uyu Apondwa

Ini ndorova kupfura ipapa marriage yandiri now ndechi six.2 ndakabvisa maziso

 

 

Ndiwoka ma right enyu aya musapinda mumo mumereji macho. Next time huuya nenyaya yese tinzwe ma sides ese. Ipapo munhu anenge abatwa nechikomba mumba

 

 

 

 

Ngavashingirire ndozvoita dzimba kunze akuna chiriko unopedza nyika kkkkk kutaura pachimarried woman wachishingisana zvenhando wofirei sewakabva kusina vanhu nxaaaSiyanai nevakadzi vanoshanda kana kuita zvema saloon hamunzwe Ana jakobho

  • Share: