Thursday, July 18

Musikana Wemdonyengeiwo Aroorwa Kubvisirwa Mombe Nevaaiti Sekuru

I think cows came home, ndamboona akaisa pic yake kune song ku background, yekuti babe rako raroorwa 😂kana zvirizvo tongoti makorokoto.

 

 

 

 

 

 

Better kana vaenda zvoda kuendawo uchiri kudikika coz pane time yekuzoti zvenge zvotonetsa kudikika kwachoKana chiri chokwadi makorokoto manje Annah Hondevalley pressure yachoAroorwa na PeterRegai varoorwe pamwe vangasiya zvekunyepa makore

  • Share: