Monday, August 11

Mwana 8 Years Achekwa Zvigunwe 2 Ku Chitungwiza

🙆‍♀️Nhai mwari, mai vasiya mwana uyo mumota vachipinda muma shops ku Chitungwiza, vachidzoka kwakusviko wana mwana wavo uyo ane 8 years

 

 

 

 

achekwa chigunwe chikayendwa nacho, umwe mwana anga arimo mumotor ndiye ati “mai vachibuda pabva pauya umwe murume pa window ndoku bata ruwoko rwemwana kwakucheka chigunwe akayenda nacho😢😢

  • Share: