Guhwa ririkuti mwana uyu anonzi Mutsawashe Makosa akarohwa nemagetsi achitemha tumango tumbishi kuma 11 ku Glendale akafa.
And anga achangobva kunyora grade 7, guhwa ririkuti muti wacho uri pasi petambo dzemagetsi pamba pavo
Haaa pakaipa 50 metres kubva panga pangu kuenda pamba pavo tiri kurwadziwaZvakaoma kurarama inyasha kuchenjera ndokwatisina manje
R.I.P