Tuesday, October 21

Mwana Haasi Kuwanikwa Mushure Mekunotamba Ku Dombo

??>>>> mwana akaenda kunotamba nanhas haas kuwanikwa mubakol iro ndimo maarikunz arii nevamwe vaayi tamba navoo.

 

 

Maporofita akawanda apinda imomo but still ??? nothing ..Eish zvorwadza hama..asi nyaya dzevana idzi aa ini ansisi kunatso kunzwisisa ini why kna vari vnhuwo varikuzvita kushaya na1 akambobtwawo er zvrikumbofamba sei hama dzangu every week tinonzwa nyaya yevqna asi hapna arikumbotwa

 

 

 

achizviita..musanditukawo ini ndoona kunge varidzi vevana pane kamwe kauchenjeri kari kuita thn vozouya kuvnhu kut mwana wangu ana kuzodzoka Police ngaite basa nevaridzi vevana avoMmmmm panotoda mambo ishe wenzvimbo

  • Share: