Wednesday, May 13

Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs

Tadzokazve mhuri yeZimbabwe tinotenda 👏 nerutsigiro rwenyu.Amai vemwana ndataura navo vapenyu havana kufa asi mwana ndiye akangotanga misikanzwa yekutiza pamba.Ingoriwo misikanzwa yemateenagers zvekuti mai vakafa kunyepa hake kuti anzwirwe tsitsi 😁😁

Akatiza musi weFriday akawanikwa nezuro Sat kwakutizazve.

 

 

 

 

Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs 

Atori mwana wechikoro anodzidza achigara namai vake nevanin'ina vake saka amai vake vari kuuya kuzomutora mangwana.

Ndataura zvakare nagogo vake vakataura zvimwe chete kuti mwana aitotsvagiwa anga akatiza kumba 👏Tinotenda nerutsigiro rwenyu nguva dzese.Mwana uyu akazorara ave mumaoko amai vake .

 

 

 

 

 

At 23:00 vakauya muJoburg CBD vakamutora saka ingoriwo misikanzwa yemwana ari kukura amai vake havana kufa sekutiudza kwaanga aita 👏

Amai naGogo vemwana vese vari kuda kukutendai nezvamakaita mwana akakasika kuwanikwa ari mupenyu ❤️❤️❤️#Inbox

Ndauyawo kwamuri mhuri yeZimbabwe,pane mwana wandiinaye pano izvezvi aunzwa nemasecurity guard pano pabasa pandiri muJohanesburg CBD nekuti vanzwa achitaura Shona.

 

 

 

Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs anoti anga achigara kuOrange farm kunova ndiko kwaaigara namai vake vakabva naye kuZimbabwe muna 2022.Amai vake vakazoshaya vakavigwa muno uye hapana hama yakauya kana kuziva nezverufu,amai vemwana uyu vainzi Nyasha Kanenungo uye hasi kuziva kumusha kwavo.

Baba vake vanonzi Givemore Muriri uye gogo vake vakazvara baba vanonzi Shumirai Muriri vanodzidzisa paSt Mathias Tsonzo uye kumusha vanobva kuDangamvura.

 

 

 

 

Kana pane vanozivawo dzimwe hama dzake tibatsireiwo.Kubva zvakashaya amai vake mwana uyu anga achigara nemaSotho achiita upenyu hwekuti pano agara.Izvezvi ari kuti anga aenda kuVereeniging kwaanga achifambira basa azopihwa R50 neumwe munhu anzwa tsitsi ndiyo yaazouya nayo muno muJoburg.Masecurity amuonawo vakauya naye pandiri.

 

 

 

 

Batsiraiwo mwana awane hama dzake haana kana kwekuenda muno munyika yevatorwa amai vakafa pasina kana hama yavakamuratidza.

  • Share:

Info News

Digital Banking and Financial Technology Are Changing Global Finance

Digital banking and financial technology platforms are transforming the way consumers manage money and conduct transactions. Mobile banking apps, online payment systems, cryptocurrency platforms, and digital lending services are making financial services more accessible and convenient worldwide.

Consumers can now transfer money, apply for loans, invest, and pay bills directly from smartphones. Financial technology companies are helping small businesses accept online payments and reach international customers more easily. Mobile banking has become especially important in developing countries where traditional banking infrastructure may be limited.

Security and convenience remain major priorities for digital finance providers. Financial institutions are investing heavily in fraud detection systems, encryption technology, and biometric security features to protect customer information and transactions.

Experts predict financial technology innovation will continue expanding globally as consumers demand faster, safer, and more convenient financial services. Digital finance is expected to play a major role in future economic growth and financial inclusion initiatives worldwide.

Construction Accident Lawyer Near Me: Get Immediate Legal Help After a Job Site Injury

Searching for a “construction accident lawyer near me” is often the first step after a serious workplace injury. Construction sites are among the most dangerous work environments, with risks including falls, heavy equipment accidents, and electrical hazards. A qualified local attorney understands state laws, OSHA regulations, and employer responsibilities, helping victims navigate complex legal claims.

An experienced construction injury lawyer can quickly gather evidence, interview witnesses, and build a strong case for compensation. Whether pursuing workers’ compensation or a personal injury lawsuit, having local legal representation ensures faster response times and personalized support, increasing your chances of securing a fair settlement.