Friday, March 06

Mwana uyu anorarama neurema akakwidziwa bhazi akadhambirwa kuMussina or Messina Mai vake vanonzi Lucy Moyo v

Gokwe Gokwe Gokwe huyai pano please pane mwana uyu anorarama neurema akakwidziwa bhazi akadhambirwa kuMussina or Messina Mai vake vanonzi Lucy Moyo vanobva kuGokwe iye anonzi Heather Sibanda baba vake vanobva kusilobela asi vanonzi vakashaika

 

 

 

Mwana uyu as we speak ari kugara parank kuMesina he can't eat alone he can't do anything anything, now vanhu vakuzama kufonera Mai vake fon havadaire

0620943022 ndidzo number dzamai vake

 

 

 

Huuuuu guys mwari vanochengeta zvavoMai vake varikurohwa neshamhu yenhanzva,pavari hana ngairove saamai nyakutumbura.havana mwoyo shame.Vebhazi ndivo vane mhosva vaitakurireyi munhu asina chaanokwanisa kuita

  • Share: