Sunday, December 14

Mwana Uyu Kuita Mwena Sepabuda Tsuro

Video Iro Mwana We Chikoro Achiiswa Ny0r0 Neumwe Mwana Achinzi Ita Munonaka Makuruwani Ita ZVAKAOMA ZIM Mazvikurumidza imi

 

 

 

 

Life is too long

Nguwa ichakwana yekuita izvi

Yakatowandisa zvekuti munopedzesera musisazvide

 

Chimboitai zve ku school

Mudzimba munoda kupindwa nevanhu vakarongeka

Munoda kudyiwa. Kupfeka

Mune ma responsibilities 

Anoda kuti vanhu vashande

 

Zvino kana muine grade 7 certificate

Basa refuting muraramise mhuri

Munoriwana kupi

Inozongove nhamo after nhamo

Mumba macho

Zvino munozonakudza here

Munozenge mave kutemana nemapoto

 

Inyasha vabereki kukuendesai ku school

Vamwe vari kushairwa Mari dzekuti vaende ku school

Shandisai mukana iwoyo wisely

 

 

 

 

Izvi it's 0.2% yezvirikuitika muzvikoro umu. Ma teacher haachina simba rekutsiura vana, ndosaka vakuita zvavanoda. As long as vana vachiziva Kuti havarohwe nema teacher, tichaona zvakawanda muzvikoro umu.

  • Share: