Friday, April 26

Mwana webenzi hana mufaro Fifi Anonzwisa Tsitsi Akugara Akazvichara Face Nemask kunyara Hunhu Hwaamai Vake

Nezuro makati kuchikoro kwasisi kopfekwa mask kana usina haupindi ko apo ndiye ega akayipfeka kutoisvitsa kumaziso chaiko mwana ari mujere uyu akutoshaya kwekutizira kunyara nemubereki kusvika pakuzvivhara faceShame anondinzwisa tsitsi Fifi..She is desperately looking for a way out.Ndotype dzinozongokoneswa nedhara kunzi ndokurentera flat ndiye nyaa hamumuwone futiMwana webenzi hana mufaro

  • Share: