Eish zvorwadza Dai asimudza dombo?kana usingagoni kudzosera ko kutiza kana kuvharawo nhai mwanangu pane pamwe pasingadi chichristu
Kurova munhu asingakudzorere hauzonyare here.manje kana muchirwira murume iyeye arohwa Wacho ndiye anotozodiwa nemurume iwe Mike Tyson wosara hako. Some fights are not worthit ladiesAaaaaaaaa? ..kakajaidzwa ako ....
Akomanala , panguva yedu chaiyo izviIzvi ndakazviramba izvi ndakatozomira semusoja sanyatwe ndiriku primary school grade 5 this boy was a bully he is e repeater in grade 7 arikutotyiwa nemunhu wese akangondovinga tiripa break ndakarohwa nenzara minding my own bussiness ndakamujambira ndikamugarira ndikaita wekupwanya
face iyoyo kusvika ropa rakuti tsaaa vakatozondibatirana kuti chimusiya since that day akandiona aitarisa kudivi ukoChirikumutadzisa kudzoserawo chii ini izvo ndozvandangandisingaiti kurohwa nemwana weimwe chembere aaaaArikurohwa ndiye anengeariwangu chaiye