Ndidzo dzinonzi mhepo dzasimuka within 24hrs watengao mudziyo wako nhai Mwari weeeeeeeYoooooo mhepo dzinenge dzasimuka ummðŸ˜ðŸ’”Yoweeeee mhepo dzinenge dzasimuka kani jehovhaaaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜nyika yashata iyi oooooohIsu tinokurudzira kuti
tinamatewo nemudziyo yedu, uye kunamata tisati tainda kunotenga chinhu, kusazivisawo ruzhinji chinhu chisati chapamba pako, accident inowanikwa rufu mutemo waMwari, asi mhepo dzirikowo