Apa unrnge uchitoitora iye kusiya hama dzako zvakaoma . Akamubaya paikoHatisi kuti kuuraya munhu kwakanaka wee asi pane zvaitoitika pane kurwisana kwakatoitika saka umwe akatotangirwa pamwe my advise kuti vanhu hatizvidzorei chero takanganisirana tisagwa hakuna munhu anongouraya munhu panotogwiwa yova
akundiwa akundiwa asi chaunewawana hapana mwana asara achingoti wakauraya Baba vangu haaNematambudziko hama ndinongoti mudzima sevakadzi tinosangana nezvakawanda asi ngatisudurukei kana tisisagarisane zvakanaka nokuti hasha kana dzabata unenge usisiri iwe unozo regreta watouraya mumwe wako murume anogona kutouraya mukadzi kwete nekuda itori tsaona inenge yatoitika zvinorwadza izvi.?
?R.I.P Mhuri yekwa Chokuda Nyaradzwai Sure Taiti Kuroora waita chinhu chakanaka izvo ndiye muurayi wako Desire Musananguro asi Wadairei Sure Munhu wawakururira bhuruku wotsunga kumuuraya
Mweya Rudzii Ku Pretoria Centurion R.I.P apo pawainyora izvo waida kutii chaizvo ??Mhuri yekwa Musananguro Heyo Ngozi yaparwa neMwana Sikana wenyu iyi Tinoti Tatenda Chokulover Chokuda Zorora murugare asi pamukadzi wakuuraya uyu Irwa kusvika zvanaka Coment Section taurai henyu zvamoda asi tiri pakuchema pamwe chete nemi ?? #property #Zimbabwe #Zimbabwean