Wednesday, May 06

Naiza Boom Director Micheal Machiona Oti Jatiwero Nemi Mese Team Makatadza Here Kuuya Kwandiri First Ndakakutengerai Mota Ndopakatanga Zvese Izvi

 

Naiza Boom Breaks Silence: Candid Interview Unveils Truth Behind Low Salaries 

 

Exclusive Interview: Naiza Boom Responds to Former Members’ Claims, Advocates 

 

Michael Machiwona, the founding director of Naiza Boom, has addressed allegations made by four former members of his group – Terrence Chirinda (Jatiwero), Yvonne Chirowa (Vovo), Myron Muswe (Ozemwa), and Enlight Muzira (Netsai).

 

 

These former members left the group after nine years, citing low salaries and unprofessional behaviour by Machiwona.

 

 

He said "Kumashure kwese uko pasati patanga kuita madhiri emota, mari dzataiwanza kutambira like kuma range kuma200, ma300. But last year, ndopatai panana dzinenge dzasara kana tatenga mota.

 

 

 

 

Ndoma80 anga akutaurwa nevakomana nema50. But kumashure kwese uko dzaitambiriswa ma300 nema200 nema250. Zvichisangana nekuti month iroro pabuda marii. Ndomashandiro ataiita,” Naiza Boom explained.

 

 

 

 

kana pane pandakakanganisa, I think Jati munhu wandinotofarirawo zvisingaiti. Kana achikwanisa ngaangouyewo ati, “Mukoma wangu pakati makanganisa” kana kuti “Murikunganisa pakati.”

 

 

 

 

I think zvinhu zvinogona kuti batsira,” Naiza Boom pleaded with Jatiwero to come forward with his grievances.Kana vachikwanisa vanokwanisa kuuya togara pasi totaurirana sefamily. Hongu munhu wese anokanganisa. Hongu munhu wese anotadza.

 

 

 

 

Hapana munhu asingakanganise. But chinoitika manje ndechekuti kana matadzirana munofanirwa kugara pasi sefamily zvopera,” Naiza said.

 

  • Share:

Info News

Web Hosting & Domain Services: Building Online Presence

Web hosting services are essential for launching websites. Businesses and individuals search for reliable hosting providers.

Keywords like “best web hosting services” are high CPC. Content should compare features and pricing.

Providing detailed reviews improves rankings. This niche attracts consistent traffic.

Business Financing Options

  1. Supporting Entrepreneurial Growth
    Business financing plays a crucial role in helping entrepreneurs start and expand their operations. Access to funding allows businesses to invest in equipment, hire staff, and scale effectively. Many entrepreneurs explore options such as small business loans and startup funding.

Before securing financing, it’s important to understand repayment terms, interest rates, and eligibility requirements. A well-prepared business plan can improve approval chances and ensure responsible use of funds. Proper financial management helps businesses grow sustainably over time.