Help pane mwana ari grade 6 akarepwa kuChiweshe akazadzwa chirwere patori nema medical report munhu wacho akatosungwa nechombira police day rakaendeswa kuBindura court haana kusvikopinda mucourt akangopinda munekamwe karoom soo ndokubva atosunungurwa pakaburitswa $600 munhu iyye arikutowonekwa muvillage arikutoti hapana zvandoitwa nekuti mai vemwana njere dzavo dzinorasika mhuri yeZimbabwe help mhondi ikutenderera ichitoganza
Regai muSA vachizopisa havo cz what is this chokwadi,,,,the pain the trauma eish ?
Mob justice it's only way to go trust the processDon't worry December touya topedza ma sports ingofunga Ari Mwana wako ne zera racho ngaarambe achitenderera hake mu village tomupedzera zvemutemo zvaramba plan b iripo
Ndinongoti ngaapenge coz akaparadza hupenyu wemwana naivo vakapihwa Mari varasike njere Mai vake maite zvakanaka but zvinorwadza munhu kufara zvinhu zvakadaro ko dai Ari mwana wake