Monday, June 24

Ndege Yanga Yakatakura Mutevedzeri Wemukuru Wenyika yeMalawi Yoshaikwa Kubva Kuma 9 Makuseni.

๐Ÿ’”Ndenge yanga yakatakura Vice President wekuMalawi anonzi Dr. Saulos Klaus Chilima is missing. Aviation authorities have been unable to make contact with the aircraft since it went off the radar.

 

 

 

 

 

 

 

Ngege yacho yasimuka from the capital city, Lilongwe kuma9.15 AM ichienda kuMzuzu but haina kusvika kwayanga ichienda. Search and rescue are currently underway.

  • Share: