Pandanzwa speech ya nelia ndanzwa tsitsi achiti mufamily mavo angosara iye na dady vake.ngatimunamatire Mwari vamuchengetedze akwanise kuchengeta
vana vasisi vake kusvika vayarukaðŸ™Soo sister Nelia it's not easy tshinga apana zwekuyita vana wakatarisa iwewehHey pakaipa mwari vamuchengeteApa Bhudhi ndivo vakasiya mabasa ese aya😂😂😂😂