Friday, July 25

Nemamiriro Akaita Zvinhu Mu SOUTH Africa Ma Zimbabweans kudii Uku

Nemamiriro azvakaita soo munhu oparamura fut nxaaaa mazimba tirimbwa chaidzoHaaa mwedzi watiri kuenda uyo mwedzi wakaipa mhedzo

 

 

 

 

 

dziri kusimuka zvakuda kunamata vana vezimbabwe kuti mwari vatichengete nyika ino yakatukwa zvachoseZemo rembwa pahwahwa nxaa dei rikachekwa

 

 

 

 

musoroWese arikupomerwa mhosva angove muZimbaHondo yacho inenge yakubata munhu weseVeduwee apa situation yakaipa vanhu vanongoparamura ngavamucheke chinhu chake vachigoche achidye mxm

  • Share: