Monday, September 15

Nyathi Aininipiswa Nenhamo Kumukuku Oganzira Vanhu Tavekuita 25 000usd Every Momths Ne Facebook

😂😂😂😂25k USA dhoraz nekuti wakaona Mari ya Tytie 😂😂😂😂😂😂14k usade kunyepa😂😂😂yea zvakaoma maturu nhingi aya takuchimaona manje

 

 

 

 

Dzaininipiswa nenhamo idzi now dzakufarisa🤣🤣🤣🤣 wakubuda musaga.vana Mukoma vakauya kwamuri vaingove nembiri.nana Tytie iwe nyara .kusaziva manager chete kuti vaive nembiri,asi he has a life havo

 

 

 

 

 

.hauna content dzidza kutenda Mwari ,,wasimudzwa nenyasha kwete kugona ,wakasimudzwa nekunzwirwa tsitsi not content creation,,wakurwadziwa nekutenda vanhu Ka 🙄

  • Share: