Thursday, August 07

Nyathi Haadi Kikky Ndochokwadi Anomuvengera Maziso Ake Akapesana

Nyathi haadi Kiki ndicho chokwadi.wakatadza kuendesa mwana Ku cresh wa busy kumudzosera kumusha Kuda kuitira ephrage aratidze huswa mwana.torai mwana wenyu mugare naye achiri mudiki mwana uyo anoda care yevabereki vake.Nyathi

 

 

 

hauende kubasa batsirana nemukadzi kurera mwana mwana ngadzokere kuvaberekiNdashaya Hope Nenyaya Iyii Kikky Mwana Wana Nyathi Ari Safe Here Na Ephrage Murume Mukuru Pese Pese Mwana Aripaari Mazuvano Vanhu Havacha Trustike Pavana Ndatotaura Semubereki ....🙄🙄😳😳😳

 

 

 

 

 

  • Share: