Saturday, July 19

Nyati Kuda Kukwadzisa Christian

Nyati Nenyadzi dzekuhurira mukadzi akungoita zvese zvese kuvhara nyaya. Akuda kuendesa  mukadzi nemwana ane 3 weeks ku Vacation ku Tanzania. Mwana nemukadzi vanotoda nguva to rest before vafamba rwendo rwakadai. Nyati ndatikwanire .

  • Share: