Friday, June 20

Nyati Manager Banabasi Marambire Tell Wicknell Stop Giving People Cars

Sir Wicknel may you officially announce that you have stopped giving cars because this generation yatokanganisika. Zvatove fashion kukumbira and hazvichanyadzisi.

Believe you me, i know what i am talking about,  ku inbox kwangu hakuchaiti ,kukumbira chete chete. Zvekuzovika palukumbira mari yekunoroora chaiyo, rent etc.

Manje rent inodiwa every month ka, saka kunenge kwava kutokumbira every month. 

Sir Wicknel ndimwi makatanga nazvo, please chiisai full stop vanhu vadzokere mo working mode.

 

  • Share: