Saturday, July 27

Nyaya Inorwadza Iyii Swagger Aive Nehupenyu Hwakanaka Akakanganisirwa Nemukadzi Wake Chido Matwaya Ndiye Akaita Kuti Ave Ngochani Ye 2 Cents

Swagger Zvinorwadza Otuka X Wife Wake Vanhu VekwaMatwaya Mwana Wenyu Anga Ari Hure Akanditiza Akandirowesa Nematsotsi Akatora Mari Dzangu Dzese Ndakatambura

 

 

 

 

Ndozvakaita Ndiite Ngochani 😳😳😳💔😭😭🤣🤣Sim 2 inosakadza veduwee honai manakro aange akaita anemkadz apa mkadz ngaanake wosiya uchda knofemerwa mgots nevamwe varume chii nhymi

 

 

 

 

 

Akarwadziwa aive ne future swagger uyu he ddnt deserves this but zvakazoinda nepamwe we can't mention what he did to his relatives nevamwe ma friends very sorry kule swagger

 

 

 

 

 

Wajazobleechireyiko nhai zvawangoca kamukonoketsamvarafuta apo waiva gentlemen aaaa pasi nehungochani pafair uchiri murume waiva bho chaizvo

  • Share: