Tuesday, April 30

Nyaya Iya Yashata Patricia Jack aOburitsa V11 Fifi Achibviswa Nhumbu Ane 14 Years Imika Zvinhu Zvacho Kwazvave Kuenda Zvionerewo Nekunzwa Unosvika Pakupererwa

Ndoda kuuya ne v11 wakaitei kumwana at 14 ,mwana hana kumboita nhumbu yaAmir here bonga ,manje watovhura moto haunyare you are evil ,Ndoda kuuya palive ndiri calm ini ndiri mukorokoza ndiri mushurugwi ndokupedzera,wakuda ndichikushanda manje .

 

 

 

 

 

 

 

Muri kuzvinyepera rakushaya wekupomera ,I said yanika v11 ,sungisa kahure kako I want to sue you iwe for diformation of character, zuro ndizuro waisungisa mwana boy child zvikanzi ini andinawo neaya ari kutenderera haana kufanana,Kureva kuti at 14 aitumira zve vanhu akashama now anotumira

 

 

 

 

 

 

 

different kind of people ane ma category unofunga kuti mapurisa anongosunga Zvisina evidence, This time zvekubhadhara police hazvishandi iwe ex convict....Dzanyadzi ndaivapo paipenengurira gambi to different men ,HANDIKUKWATE IWE BONGA,

  • Share: