Chihure chega chega nyika yashata iyiUnotozvishaya kuti chiikoEveryday munhu anoita kashort vid kwekupedzisira ovhura kanduwe nhaimi
idhimoni rudzii rabata vanhu handimbooni varume vachiita izvi asi zvine mari 🤔ko ingoendai munoita pono zvee social media yakonzeresa chihureZvosemesa zvikuitwa nevakadzi
for the name of content especially masingle mother ivava unotoshaya kuty vnhu vne hma hre besides that ko chivnhu chedu sevnhu vatema chakaenda kupi ko vna vedu vtozvara vachionavo zvakadai unodzwa kupindwa nechando kunyarira vnhu vausingaziye