Thursday, May 02

Nyika Yashata Zvinoshamisa Zvinotyisa Jephat Nyakupira 28 Ouraya Mai Vake Juliette Chapupuruka 65 Kokuvapisa Zvakaitika Weekend Imikaa

Jephat Nyakupira (28) akauraya mai vake Juliette Chapupuruka (65) akava chekacheka akapisa akaviga mumunda kuMudzi.Watch in commentsoh shame, nyika yaipa.

 

 

 

 

 

 

 

mhondi everywhere.Ummm zvinodzimba ngoni 😭😭😭💔😭💔 asi andifunge kuti akazwita pfungwa dzaka sangana

 

 

 

 

 

 

Noooooo ndofunga akatoroyiwa kana kupenga chaiko ummm veduwe mudiro wandinoita vaberek vangu ka

  • Share: