Monday, August 25

Nyika Yave Ma Mvemve Muchingoti Queen Pokello Achidya 1 Million In A DAy

Muchamufunga henyu Geza.Nyika irikuita Kupedzwa takatarisa tichingoti nice.Chibai muchigadzirisa zvipatara Kuma Misha.Tap water mu Harare. Gweru .. Bulawayo inouya Ka 1 pa week.Mari yashandisa pokello inosvika 1million USA muchingoti Queen.

 

 

 

 

 

Anoshandepi Pokello.Chiwenga dai wakasiya hako Mugabe aripo vana vake vashoma Pane vana vaEd apa vana vacho varikuramba vachiwanza vakadzi the more yavarikuramba vachiwanza vakadzi Goridhe richiperawo Ari kusuffer vana veZimbabwe.Dai.

 

 

 

 

 

mari yashandiswa na Pokello yabhadhara mazikomba arikusiyiwa NEMA china zvaitobatsira .Csection eheka munyori is allowed to have godo because iyi imari yedu nemi futi yema roads, ambulance, scan, crane ,martenity wards zvese. Ndimi makatopusa murikuti wow mari dzenyu dze tax payers🤣🤣🤣🤣She over does things.

 

 

 

 

 

Hameno pamwe kushaya zvekuita nemari and wants kunzi ndiye toppest pavanhu vese. Always attention seeking from social media hameno kuti husband anomupa everything but attention here or wat. Kugeza anogeza and akanaka asi iiii always want to shove it in people's faces overdoing everything

  • Share: