Ko mapikicha arikutora ndianiko panguva yakaoma kudai ?Ko Mai Mazowe matadza kuperedza shamwari yenyu kubva uk ari wega asina anomunyaradza UK team hamuna
kubatanaVeduwe mhikicha dzichazove ndangariro idzo for the coming years,,let her be,,munomuona akadai mukati kusarwadziwa here munonzwa kuti afenda asvika kumba pavanhu,,arikumutora wacho ndiani musati majudger,,haasi auya nemurume wake here?inini I know this vanhu vakatobva SA nechitunha kuenda
Masvingo kunosvika nehadzvadzi yake pamusha panaAmai ariiye ayiita zvese kuno achimira mira kuti munhu aende kumusha,asi the moment yaakasvika pamba achiti baaa amai vake akadonha akafenda kasingaperi asi ariiye abva nechitunha so don't judge her