Wednesday, December 17

Olinda Chapel and Stunner Zim Votora Mwana Wa Dyonne Zve Chisimba Poita Hondo

It will end in tears ? watch this space ? ?Moti Winky D aipa stunner feature pakadaiHehehe, ?pamwana wangu hehe kune vanhu vari soft kunze uku. When it comes to kids we dont play, akadii kusaita safe ari mudumbu mangu 9months??people be on some fckn kush calling for real slaps???Olinda ane pamuromo weduwe ko kuramba nemwana weumwe munhu ndokudiii

 

Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104

 

 

Pfutseke British embassy is coming kudiiko? Zvima Zimbabweans zvakawana citizenship kunze uko hazvitani kutaura kuti British embassy/government what what. Get away. Tigoonaka ikauya Britain yacho, igoita sei?

 

 

 

Citizenship iyo kangori kapepa and they know it's a Zimbabwean affair, munopedzerana pahuZimbabwe hwenyu. Munhu wekuGokwe newekuMudzi vachirwa then ma Bhiritishi ouya kuzopindira manje?

 

 

 

Musoro wambuya vakoMwana haasi safe nemunhu anenge Olinda ane bipolar apa akawondoroka mbama one anoita musheKo iye Olinda anopinda papi pa mwana wa Deon...

  • Share: