Wednesday, May 01

Olinda Chapel Kushora Varume Vese Vakatengerwa Motor Na Sir Wicknell Muri Varume Vanonyadzisa Kutengerwa Motor Na Sugar Daddy

Olinda Chapel Kushora Varume Vese Vakatengerwa Motor Na Sir Wicknell Muri Varume Vanonyadzisa Kutengerwa Motor Na Sugar Daddy.

 

 

 

Murume chaiye haapihwe mota nemumwe murumeπŸ™„πŸ™„πŸ™„ There I said it. Your sugar daddy has a sugar daddy.

 


Word ama Nandi, shoko. I agree though... 
Togara tichivaudza vakadzi Ava kuti varume venyu vane varume vavo  wasasa feya sando dzako kuti taaaa
But uchavanzwa vachikutukirira cz maZimba chokwadi vavachide Looking good - the image took me back to a time when landlines were a thing and it was fashionable to have an image captured nayo.


Not sure but this whole thing is reminding me of a saying yekuti. Don't trust a guy who gives you money in front of your girlfriend. Hapana murume arikupa mumwe murume, varikudya upfumi hwenyika using face yemurume Ipapo pane nyaya for sure mukazonetsana nemukadzi chete unonzi tinyararirepa hausi murume ungandidadire nemota yekupiwa here nemumwe murume mufaro chaiwo kumba panenge pasina


Totonzwa nemi don't judge people regai vanoitirwa zvakanaka vaitirwe ne anoitira wacho arikudyara kuna Mwari wake don't discourage others ubate muromo wako God will bless you too just appreciate zvaitirwa vamwe chete.
 

  • Share: