Thursday, December 18

Olinda Chapel Opomerwa Mhosva Yekubata Owami Mwana Wa Dyonne And Stunner

Dzidzai kusagara nevana vevanhu ezvino honai olinda akunyeperwa kunzi akabata mwana mazamu nemagaroo na Owami..vana vevanhu vanonetsa muno tarnisher mazita enyu or kutopindira jeri zvinyaya izvozvo vachida kungokuwashisa

 

 

 

Mwana haana kufurirwa ende akatozviita oĺindaOlinda anonzi akamboti owami reminds her of what stunner and diyyone did to her ,,,, so at this point anything is possible.

  • Share: