Nyaya yangu yekusada kukundwa. Ndaitawo zvinokwanirana nehomwe yangu. Artist wangu 🙋♀ï¸ðŸ™‹â™€ï¸ðŸ™‹â™€ï¸.
Gaffa to the Gaffest.
Fanho bata ma number plate, mota ichauya kana ndakukwanisa kuitenga🥰😂😂😂😂
zvekuti ma number plate ndeemukadzi uyo rato dramaG4FFA or GAFFA ndikoko 🤣SeGaffa family tiri kufara zvinovengwa nemuroyiâ¤ï¸ðŸ˜‚😂😂😂😂😂😂😂😂😂