Saturday, August 16

Olinda Chapel’s dispute with her ex-husband, musician Tytan, has escalated on social media, with her resorting to a tribalistic a

Olinda Chapel’s dispute with her ex-husband, musician Tytan, has escalated on social media, with her resorting to a tribalistic attack. She has since moved on and is now in a relationship with musician Stunner.Dzidzai kushanda semunhurume,yaukuwana iyoyo inokupa peace and respect. ZvemaMomz ane Bipolar saOlinda izvi, itayi mega.

 

 

 

 

 

HVagara vanongo share marutsi vakomana vacho havatsiurike 🙌 Dai angoroora vese zvipere pane kupota achisiya umwe omboyenda kune umwe🤷aaa vanhu vanenge mai Tt na OC are misunderstood a lot because they're

 

 

 

 

 

loud. Vanenge vadenhwa kuseri uko behind the scenes. Tytan akabva kare achingo poster poster tunhu neku replier macomments muma threads achiwanzira OC. Kungoti dzakangwara manje, hadzidi kuita sedziri kurwadziwa but anodenha Tytan.

  • Share: