Olinda Kana uchipa munhu zvinhu ngazvibve pamoyo not kupa zve clout chasing and Don't Do it for Social media.
Wakuudza vanhu vese kuti Wakapa Tatelicious Homwe yemadzitateguru your old Wardrobe Wawabvunzwa Here Nhai saka ukuda tiite sei tikutende Here kwana mukula