Makatovakanganwa Nekuti Havana Mbiri ðŸ˜ðŸ˜ðŸ‡¿ðŸ‡¼Rest in peace kuna mai vendor vanga vakumbira lift mumota yana Pinjisi 💔vasingazive kuti havasvike kwavari kuenda.😓Pana mai vendor pane nyaya, chivindi chavo chekukumbira lift mumota munevarume 5 ndechei plus kuzogariswa kumberi boe here.
Chimwe chinhu ivo hatina kuvaratidzwa hedu ko marasha zvawo avainzi vanga vakatakura dai tamaonawoka . Handisi kuti chii kana kutii chii but ndirikuti chiiUnotaura ZvaMai Venda ivo vaayiimba navo kana kumbotaurwa nezvavo wani