Saturday, April 27

Pakaipa Murume Osvikira Kukadzi Wake Akarara Na Teachet Wrpa East Ridge Primary School Harare Video Ravo Rokandwa Haya Unozotarisana Sei Nevamwe Kubasa

Varume muchadzidza kuti kana wafunga kusiya mukadzi buda zvachose izvi zvekudzoka muchazvirega henyuMurume uyo ane utsinye, ari kuda kuita mukadzi gara ndichauya. Nxaaaa Mwari ngaaropafadze vaviri avo. Ndsbatikana zvekuti, video nderei kana akasiya mukadzi utsinye chaiwo

 

 

 

 

 

Kufonera vamwene no action, kufonera bamkuru no action, kutsvaka munyai no action.... ndiye adii mwana wevanhu.... its her confidence for me and the guy's coolness. Kungoti zvavo baba avo vane mkadzi otherwise it was going to another perfect couple this one❤

 

 

 

 

 

 

Ende mai vakadhiniwa avo kubva October munhu akuti tutye tutye kuzotora video namwari vese neve hmetro vayitoraramo muchitokisi huye yangu hayayimbopera ndakagara so

 

 

 

 

 

 

Hunhu hwato turume itwotwu anoda kukuita gara ndichauya oye achizvifarira uko iwewe akakusungirira.............panga pasina need yevideo aiti mkadzi ndiye asingadewo kudiwa here getaway kamukono ketsambarafuta

  • Share: