Haaaa vakomana vanga vachidya vanhu vevanhu patown, I think vakutodarika uye weku Guinea 🙌🙌
The list is too big🙌🙌🙌🙌🙌
In God we Trust, In Matrix we get the job done
#matrix #investigations #security #disciplineMmmm iyi nyaya kaaah sometimes muface uyo angori ne lucky rekudya mabby akawanda uyezve akanaka mundiudza kt vese ava vayi manikidzwa hre ende zvaka nyararwa
sometimes pamwe paitirwa akangwara anotora advantage ende zimbabwe hayina kukura zvekt dayi akabatwa kare ende mapcs ese ayo hapana panoratidza kumbunyukidzwa apo vasikana vacho ndivo vakato zembera muface 😂😂😂 pamwe murume ndiye ayito batwa chibharo asi kana mati kuita vakadzi vakawanda kwaku sungisaMadii
kumboshanda yevakambunyikidzwa masiya avo vanoratidza kty vaitodawo….Tarisai muvone zvinopfekwa nevanhu vevanhu vachindoona munhu asiri wavo nxaaa hadzi sooo kungokonzeresa kusagadzikana kwenyika chii chinenge ngozi yemhuka