Pana chihombe zvese bhoo nharo haana kana zvese anobvuma .but..pakudiwa deliverance chete yemunhu akabata hupenyu hwake asunungure mwana ..chirikumboita kuti arambe achidiwa ndiye mwari Dai awana sununguro kubva kumweya yemadzinza isingadewo asangane nechakanaka TitendeChihombe is a master of disguise Matrix don't get too
comfortable he's charming and knows what to say at the right time. I repeat he's a master of disguiseVarikuti anodzokera hamusi makurumidzisa here ngatimboonaiwo mukupindana kwemazuva ariko kana zvaramba tozama zvimwe munhu haaraswi haasi marara veduweeInga akataura wani kuti wake mweya ndewe kungoenda kkkkkk let's pray about that spirit inongoda kuti afambe kana zvamubata hazvinei kuti
arikugara mushe the spirit inomuudza kuti chifamba wagarisa ipapo enda kuma bin nhonga chikafu something like that l think.Chihombe is looking happy looks like he is enjoying the place