Tuesday, July 01

Parerinyatwa Hospital Poitika Mashura Mbuya Nyamukuta Kuchinjanisa New Borns

 

 

Ini ndiri Mukadzi akura chaizvo pazera..mugore Ra 1991 ndaishandira pachipatara .-..ndaive mbuya nyamukuta.Shamwari yangu yandaidyidzana nayo,akaroorwa zvakadadisa.Murume wake akamurambidza Kuti awirirane neni..Vanga vakungoita hupenyu hwepamusoro..zvekut kana ini ndanga ndisingachazivikanwe.Zvakandidya moyo,zvese negodo zvakandibata Akazoita pamuviri,musi wakarwadza

 

 

 

 

 

 

 

 

 

mimba,akaenda kuchipatara uko kunova kwandaishanda.Ini ndakazonopinda night shift iye anga aenda kuchipatara Kuma 2 maskat,ndakawana aripo..fungwa dzangu ndaida kumuuraira mwana..Pakazoitawo amai vakabara matwins,umwe wacho aive nemusoro mukurusaa,netumakumbo tutete tete,nemaoko mapfupi matete..ndakabva ndamuchinjanisa newe shamwari yangu...vakanga vaitwa ma c-section vese..ndakaita dhiri iri nevamwe vangu..Ndinoda kungoreurura hangu...Asi izvi azvina kuputsa imba

 

 

 

 

 

 

 

 

 

yake sekufunga kwangu...kana uripo pano Everjoy Mapako or Hama dzake ndisvitsireiwo mashoko Aya,,now ndave Mukadzi mukuru,uye ndakuziva Mwari.. Everjoy mwana waunaye ahasi wako ndewa Juliet Kamotsi,akabara matwins kuparirenyatwa musi WA 13 July 1991..ndiye munhu Ane mwana wako...Kana pane vanoziva vaviri Ava please ipai admin number..ndinoripa hangu.

  • Share: