Sunday, December 07

Parikupisa hamawee mukuru uyu anonzi Owen parikunzi akatombotaura kuti akapiwa share ye $5000 ,Mubvunzo woti ,ko iwo matsotsi rudzii ari so friendly,

Parikupisa hamawee mukuru uyu anonzi Owen parikunzi akatombotaura kuti akapiwa share ye $5000 ,Mubvunzo woti ,ko iwo matsotsi rudzii ari so friendly, haana kumurova ,kumukuvadza ,kana kutora anything chake chiri related kuzvidzidzo zvake. Laptop ?, phone ?

 

 

 

 

zvose vakasiya vakati chibata 5k iyi ,pa 5k iye oti ndakazona 2800 pandakaifushira. Mhuri yeZimbabwe check all the sides ko vakabirwa hamuvanzwirewo tsitsi here uyu mukuru Owen akakonewa ku explainer achichinja na statement kubva 2024

 

 

 

 

achiita ma trials achibabaika. Sorry vabereki but Mwari ndovanoziva chokwadi kana achinyeba riri dhiri rakaenda went wrong anopamama regai regai vakomana. This is $280k kwete $17k ya Vecco iya imika . I feel sorry for vabereki but this guy knows the ????The owner of the money is the first suspect

  • Share: