Friday, November 21

Perseverance Mushayi weku Bocha village 28 kwa Sabhuku Zihwi Abatwa

Finally Perseverance Mushayi weku Bocha village 28 kwa Sabhuku Zihwi uyo ane video rakatenderera achirova mwana zvakayipisisa asungwa nhasi. Thank you Zimbabwe nekubatana kwenyu. Tochimirira kunzwa kumapurisa edu.

Confimed kuti anonzi Perseverance Mushayi weku Bocha village 28 kwa Sabhuku Zihwi uyo ane video riri mucoment kuti aripano dziya zvake thank u again zimbabwe

  • Share: