Monday, July 14

Peter Moyo Wife Carol Omiswa

Ehe tirikuzviziva chaizvo kuti muripa nyanga but chiregaika kuita kunge makazviroora zve ari happily married haana nguva yeku prover kuti anodiwa kupfuura nyika yese ndimi vamwe

 

 

 

 

motukisa ma single mother na Shadhaya imi dzunguKana uchida kuvengwa nevanhu vemu Zim chingodiwa nemurume wakoAyewa miswai zvakurwadza now nokuti Peter hamuchamuoni kumagitari kkkkkkk

 

 

 

 

 

  • Share: