Saturday, November 08

Pokello Things Not OK Emerson Junior Mnangagwa

Pokello aida kuita kunge akaenda kuvacation naJnr after event ya Leya, so she started recycling old June vacation videos kuda kusvotesa vanhu and kunyepera vanhu kuti she travelled na Jnr this October but iye Jnr anga atori mu Zimbabwe hake na wifey number 1

 

 

 

 

sisi pokkie vachida kufaker kuti vari kuvacation. Compare june nails, bag and hair to October. Identical. Musanyeperwe!Exhibit A Maruva anotengerwa Dyonne anosainwa nemurume anonzi EM kureva (Emmerson Mnangagwa). Ndiyani mbinga inembiri yekutengera ma slay queen small houses dzimba achidhiraiva rolls royce ghost, lamborghini ne G Wagon apa achinzi EM? Zviripachena

 

 

 

izvi sadhiraiva wetarakita ???. Madzibaba naCollins vane ghost rolls but toziva madzibaba vakadumper Dyonne after vamupa mari yebbl and it was botched paye. Mazuva avakamutengera C200 yewhite. NaChiyangwa zvakasiyana was kare uko. Collins ndewe sister yake Kelsea

  • Share: