Monday, August 25

Politics Ma1 Apisirwa Mota

SAD💔 | Bindura’s serial arsonist has struck again. Another vehicle was burnt last night in Aerodrome’s medium-density suburb. So far, more than five vehicles have been set on fire in Bindura, and the suspect has not yet been caught. No one knows the identity of

 

 

 

 

this individual or the reasons behind these attacks.Havazi vanhu vanenge vasina kupihwa mari dzavo here pamwe akaona kuti munhu haadi kudzosa chikwereti changu akati better ndipise iye aitewo loss. 

 

 

 

 

Uye vanhu varikupisirwa mota vanoita nezvei , havazi ma politicians here koz muno muZimbabwe zviitiko zvakadai zvinowanzoitika kunyaya dziri related to politics.Its easy to investigate ,find what is the relationshiop between vese

 

 

 

 

vakapisirwa mota .what are they involved in ,what do they have in common .ndokune nyaya ,you will find mupari wemhosva asi pamwe vapisirwa vacho vanogona vatori nemhosva hombe yavakatadzira arikupisa wacho zvinova zvinogona kuita sekuti irevenge irikuitwa nearikupisa wacho .

  • Share: