Monday, August 25

Pretoria Lady Thembi Mantwa Shakoane (44) attacked family she blames for taking her son Mpendulo Mashiane

UPDATE :

TRAGIC UPDATE ON MISSING MPENDULO 

 

16-year-old Mpendulo Mashiane, who went missing in Pretoria after being taken by friends to the Sundowns vs Pirates game without his mother’s permission

 

Now, in a shocking turn, his mother Thembi Mantwa Shakoane (44) allegedly attacked the family she blames for taking her son. She reportedly stabbed 17-year-old Thapelo to death with a screwdriver and left his mother seriously injured before fleeing the scene. Police are searching for her. 

 

 

 

 

Authorities confirm they are still searching day and night for Mpendulo, who remains missing 

 

This case has left the community shakenIn other news amai avo vauraya munhu.Zvakaitika ndezvekuti mwana wavo ari papicture akatorwa nemwana wepa next door from Nelspruit to Pretoria kunoona bhora reSundowns neOrlando.

 

 

 

 

Amai ava vaive varambisisa kuti mwana wavo hasi kuenda asi mwana wepanext door akaenda naye nevamwewo vana vemuraini achibva asvika akarasika.Anonzi akasimuka kuenda kutoilet pakudzoka akarasika nekuti foni akasiira mukomana uya waakaenda naye.

 

 

 

 

Saka mai vacho vanga vachipenga kuti muchandiziva mushe vabva vabaya mkomana akaenda nemwana wavo nescrewdriver kahobho hobho achibva afa.Vakabaya amai vacho asi havana kufa pavanga vakuda kupisa imba vanhu vazosvika vakabata 🙆🙆🙆💔💔💔

  • Share: