Friday, June 13

Queen of Gossip Chihera Ha Ma1 Ayaa

Vasiri kunzwisisia in short kune sekisi tape, manudes , bhurugwa hameno nekurohwa Kwa queen of gossip. Saka baby daddy ndivo vari Ku blackmail chihera kuti ndiri kupa ma blogger. Ini zvangu zvese izvi ndinazvo hangu..Saka ini ndichaita summaries nyaya iyi between mujolo wa chihera na tafadzwa nekuti guhwa rauya one voice note mukati 🤣🤣🤣🤣🤣. Ini hangu pesonari nyaya iyi yakauya a month or so ago but ndiri munhu anoda makuhwa but uye ndakatarisa kuti Mai charisi aiva ne post natal depression hameno chirungu

 

 

 

 

chacho. So chihera a week ago akauya achitaura nyaya yake achiti ndiri Ku blackmail na baby daddy . But ini ndichataura side rimwe but zvese zvakafanana zvakataura na chihera. Tafadzwa uyu aidanana nemumwe musikana so chihera pamwe akaona handsome plus mubhurugwa vakatakura zvavo my handsome. So

 

 

 

 

zvadaro queen of gossip vakatanga vachidyira sweet iri mu paper but vakasvika pekuti iri mu paper haichanake regai tiite yekedero. Saka ndofunga muchitarisai sisi chihera munotoona kuti anokoira zvake saka ndofunga vakaita style yakaitwa kuti charisi aitwa. Saka zvadaro manje Baba charisi Aiwa vaida gossip mother but manje apa panga paitwa imwe mjolo manje saka kuti vaziva kuti Muridzi we mwana ndiyani anga Ava confused manje iyi haisi kids game ndokubva panyepwa manje kuti haunzi Baba haasi

 

 

 

 

 

wako manje. Ndichajamba zvimwe ndichienda Ku juice uku saka my handsome ichibishu futi saka pane musikana wake na Tete iri sister ya handsome vakaenda kumasowe kuti vagadzira chihera proof provided saka kumasowe uku vakaunzwa kuti tinovarambanisa zvedu uye iwe ndiwe uchandiwe. Zvadaro futi Ivo Tete Ava vakatora bhurugwa Ra queen of gossip vakaenda naro Ku mazowe Tete ne muroora vaiwirirana chaizvo but paiva neka jealous mukati . Saka nhau iripo manje apa queen of gossip Makati chihure hachisekanwa uye makati kuchihure hakutorwa ma picture. Ini ndakazvimirira kune manudes, sekisi

 

 

 

 

tape uye bhurugwa zva queen of gossip izvi zviri kuitwa na Mr handsome Ku blackmail Mai charisi nazvo. Ini zvangu ndakaona zvangu all with proof but vangu kana mava kurambana why kuburitsa zvinhu. Ndaneta Ku type ndichauya me part 2 kurohwa kwake.

 

Shona inondinetsa munobatanidza nyaya

  • Share: